Lyrics

Wamuda here mwana uye wamuda nemoyo wose here Wamuda here mwana uye wamuda nemoyo wose here Wamuda here nehurombo hwake wamuda nemoyo wose here Wamuda here nehurombo hwake wamuda nemoyo wose here Nekuti mangwana hatidi zvinonetsa Uchazomuramba wamupedza mari yese Nekuti mangwana hatidi zvinonetsa Uchazomuramba wochemera vane mota Nekuti mangwana hatidi zvinonetsa Uchazomuramba wochemera vane mari Wamuda here mwana uye wamuda nemoyo wose here Wamuda here mudhara wemhanza wamuda nemoyo wose here Wamuda here nehurombo hwake wamuda nemoyo wose here Wamuda here nehurombo hwake wamuda nemoyo wose here Nekuti mangwana hatidi zvinonetsa Uchazomuramba wochemera vane mari Nekuti mangwana hatidi zvinonetsa Uchazomuramba wochemera vane mota Nekuti mangwana hatidi zvinonetsa Uchazomuramba wochemera vekubhawa Nekuti mangwana hatidi zvinonetsa Uchazomuramba wochemera vekubhawa Wamuda uyo, hee wamudira mari Wamuda uyo, hee haana kuomera Wamuda uyo, hee wamudira mari Wamuda uyo, hee haana kuomera Wamuda, hee wamudira mari Wamuda, hee haana kuomera Wamuda, hee wamudira mari Wamuda, hee haana kuomera Ndizvo zvinonetsa rudo rwemari Uchazomuramba wamupedza mari yese Ndizvo zvinonetsa rudo rwemari Uchazomuramba wamupedza mari yese Ndizvo zvinonetsa rudo rwemari Uchazomuramba wamupedza mari yese Ndizvo zvinonetsa rudo rwemari Uchazomuramba wamupedza mari yese Nekuti mangwana hatidi zvinonetsa Uchazomuramba wamupedza mari yese Nekuti mangwana hatidi zvinonetsa Uchazomuramba wamupedza mari yese Nekuti mangwana hatidi zvinonetsa Uchazomuramba wochemera vekubhawa Nekuti mangwana hatidi zvinonetsa Uchazomuramba wochemera vekubhawa Nekuti mangwana hatidi zvinonetsa Uchazomuramba wochemera vane mota Rudo rwave rudo rwemari Rudo rwave kutengwa nemari Rudo rwave rudo rwemari Rudo rwave kutengwa nemari Rudo rwave rudo rwemari Rudo rwave kutengwa nemari Rudo rwemari ndirwo rwawanza kurambana Rudo rwemari ndirwo rwawanza divorce Rudo rwemari ndirwo rwazara mumabhawa Rudo rwemari ndirwo rwawanza kurambana Rudo rwemari hona ma street kids awandaka
Lyrics powered by www.musixmatch.com
instagramSharePathic_arrow_out